Johane 16:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ini ndakabva kuna Baba ndikauya pasi pano asi zvavapo ndezvokuti ndava kubva pasi ndichienda kuna Baba.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ndakabva kunaƂaɓa, ndikaʋuya panyika; ndinobva ɀe panyika, ndicienda kunaƂaɓa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Ndakabva kuna baba, ndikauya panyika; ndinobvazve panyika, ndichienda kuna baba.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ini ndakabva kuna Baba ndikauya pasi pano asi zvavapo ndezvokuti ndava kubva pasi ndichienda kuna Baba.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Ini ndakabva kuna Baba ndikauya pasi pano asi zvavapo ndezvokuti ndava kubva pasi ndichienda kuna Baba.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Ndakabva kuna Baba ndikapinda munyika; zvino ndava kusiya nyika ndichidzokera kuna Baba.” See the chapter |