Johane 16:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Aiwa! Ivo Baba pachavo vanokudai nokuti imi makandida uye makatenda kuti ndakabva kuna Mwari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 nokuti Ƃaɓa ʋamene ʋanokuɗai, nokuti makandiɗa ini, mukatenda, kuti ini ndakabva kunaƂaɓa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 nokuti baba vemene vanokudai, nokuti makandida ini, mukatenda, kuti ini ndakabva kuna baba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Aiwa! Ivo Baba pachavo vanokudai nokuti imi makandida uye makatenda kuti ndakabva kuna Mwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Aiwa! Ivo Baba pachavo vanokudai nokuti imi makandida uye makatenda kuti ndakabva kuna Mwari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Kwete, Baba pachavo vanokudai nokuti makandida, uye makatenda kuti ndakabva kuna Mwari. See the chapter |