Johane 16:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Achandiwanisa mukurumbira achitora zvandinotaura achizvitaura kwamuri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ucandikudza, nokuti ucatora paneɀaŋgu, akakuparidzai iɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Achandikudza, nokuti achatora pane zvangu achikuparidzai izvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Achandiwanisa mukurumbira achitora zvandinotaura achizvitaura kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Achandiwanisa mukurumbira achitora zvandinotaura achizvitaura kwamuri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Achauyisa kukudzwa kwandiri nokutora pane zvangu achizvizivisa kwamuri. See the chapter |