Johane 15:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Baba vangu vanorumbidzwa nezvizvi zvokuti mubereke michero yakawanda muchiratidza nazvo kuti muri vadzidzi vangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ƃaɓa ʋaŋgu ʋanokudzwa naiɀoɀi, kuti muɓereke ɀiɓereko ɀakawanda; ʋuye mucaʋa ʋadzidzi ʋaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Baba vangu vanokudzwa naizvozvi, kuti mubereke michero yakawanda; uye muchava vadzidzi vangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Baba vangu vanorumbidzwa nezvizvi zvokuti mubereke michero yakawanda muchiratidza nazvo kuti muri vadzidzi vangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Baba vangu vanorumbidzwa nezvizvi zvokuti mubereke michero yakawanda muchiratidza nazvo kuti muri vadzidzi vangu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Baba vangu vanokudzwa naizvozvo kuti mubereke zvibereko zvakawanda, muchizviratidza kuti muri vadzidzi vangu. See the chapter |