Johane 15:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kana munhu asingagari mandiri akaita sebazi rakadimburwa, rinouna. Mapazi akadai anounganidzwa okandwa mumoto opiswa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana munhu asiŋgagari mandiri, unorashwa kunze seɗaʋi, ndokuwoma; ʋanoaʋuŋganidza, ndokuakandira mumŋoto, atȿe. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Kana munhu asingagari mandiri, anoraswa kunze sedavi, ndokuoma; anounganidzwa, ndokukandirwa mumoto, atsve. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kana munhu asingagari mandiri akaita sebazi rakadimburwa, rinouna. Mapazi akadai anounganidzwa okandwa mumoto opiswa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kana munhu asingagari mandiri akaita sebazi rakadimburwa, rinouna. Mapazi akadai anounganidzwa okandwa mumoto opiswa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Kana munhu asingagari mandiri, akaita sedavi rakarasirwa kure rikaoma; matavi akadaro anotorwa, okandwa mumoto agopiswa. See the chapter |