Online Bible

- Advertisements -

Johane 15:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Izvi zvinozadzisa zvakanyorwa mumutemo wavo zvokuti, ‘Vakandivenga ini ndisina mhosva.’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Asi ɀakaitwa, kuti shoko rakanyorwa pamurairo waʋo, riitike, rinoti: Ʋakandiʋeŋga ndisinemhoȿa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

25 “Asi zvakaitwa, kuti shoko rakanyorwa mumurayiro wavo, riitike, rinoti, ‘Vakandivenga ndisina mhosva.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Izvi zvinozadzisa zvakanyorwa mumutemo wavo zvokuti, ‘Vakandivenga ini ndisina mhosva.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Izvi zvinozadzisa zvakanyorwa mumutemo wavo zvokuti, ‘Vakandivenga ini ndisina mhosva.’

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Asi uku ndiko kuzadziswa kwezvakanyorwa muMurayiro wavo zvinoti: ‘Vakandivenga pasina chikonzero.’

See the chapter Copy

Johane 15:25

Follow us:

Advertisements

Advertisements