Johane 15:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zvose izvozvi vachazviita kwamuri pamusana pangu nokuti akandituma havamuzivi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Asi iɀi ɀose ʋacakuitirai nokuɗa kwezita raŋgu, nokuti haʋaziʋi wakandituma. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Asi izvi zvose vachakuitirai nokuda kwezita rangu, nokuti havazivi akandituma. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zvose izvozvi vachazviita kwamuri pamusana pangu nokuti akandituma havamuzivi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Zvose izvozvi vachazviita kwamuri pamusana pangu nokuti akandituma havamuzivi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Vachakubatai nenzira iyi nokuda kwezita rangu, nokuti havazivi Iye akandituma. See the chapter |