Johane 14:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Dai maindiziva maizivawo Baba vangu asi kubvira zvino mavakuvaziva uye makavaona.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ƌai makaŋga mucindiziʋa, muŋgaɗai maiziʋa ʋo Ƃaɓa ʋaŋgu; kubva ɀino munoʋaziʋa, makaʋaʋona. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Dai makanga muchindiziva mungadai maizivawo baba vangu; kubva zvino munovaziva, makavaona.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Dai maindiziva maizivawo Baba vangu asi kubvira zvino mavakuvaziva uye makavaona.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Dai maindiziva maizivawo Baba vangu asi kubvira zvino mavakuvaziva uye makavaona.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Dai maindiziva chaizvo mungadai maizozivawo Baba vangu. Kubvira zvino, munovaziva uye makavaona.” See the chapter |