Johane 14:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Jesu akamuti kwaari, “Ndini nzira nechokwadi noupenyu. Hapana anosvika kuna Baba asina kuuya nokwandiri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Jesu akati kwaari: Ndini nzira, neɀokwaɗi, noʋupenyu; hapanomunhu unoʋuya kunaƂaɓa, asi nokwandiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Jesu akati kwaari, “Ndini nzira, nechokwadi, noupenyu; hapana munhu unouya kuna baba, asi nokwandiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Jesu akamuti kwaari, “Ndini nzira nechokwadi noupenyu. Hapana anosvika kuna Baba asina kuuya nokwandiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Jesu akamuti kwaari, “Ndini nzira nechokwadi noupenyu. Hapana anosvika kuna Baba asina kuuya nokwandiri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Jesu akapindura akati, “Ndini nzira nechokwadi uye noupenyu. Hakuna munhu angauya kuna Baba kana asina kupfuura napandiri. See the chapter |