Johane 14:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Asi ini ndinoita zvandakaudzwa naBaba kuti pasi pazive kuti ndinoda Baba. Chisimukai tiende.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 asi iɀi ɀinoitika kuti nyika iziʋe kuti ndinoɗa Ƃaɓa, ʋuye kuti seɀandakarairwa naƂaɓa, ndiɀo ɀandinoita. Simukai, ŋgatibve pano. See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 asi izvi zvinoitika kuti nyika izive kuti ndinoda baba, uye kuti sezvandakarairwa nababa, ndizvo zvandinoita. Simukai, ngatibve pano. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Asi ini ndinoita zvandakaudzwa naBaba kuti pasi pazive kuti ndinoda Baba. Chisimukai tiende.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Asi ini ndinoita zvandakaudzwa naBaba kuti pasi pazive kuti ndinoda Baba. Chisimukai tiende.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 asi nyika inofanira kudzidza kuti ndinoda Baba uye kuti ndinoita chaizvo zvandinenge ndarayirwa naBaba vangu. “Uyai zvino; ngatibvei pano. See the chapter |