Johane 14:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Zvino ndakutaurirai izvi zvisati zvaitika kuti kana zvoitika mutendhe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino ndakuʋudzai ɀisati ɀaitika, kuti musi waɀinoitika mugotenda. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Zvino ndakuudzai zvisati zvaitika, kuti musi wazvinoitika mugotenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Zvino ndakutaurirai izvi zvisati zvaitika kuti kana zvoitika mutendhe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Zvino ndakutaurirai izvi zvisati zvaitika kuti kana zvoitika mutendhe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Ndagara ndakuudzai zvichigere kuitika, kuitira kuti pazvinenge zvoitika mugozotenda. See the chapter |