Online Bible

- Advertisements -

Johane 14:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Judhasi, kwete Isikarioti, akati kwaari, “Tenzi nemhaka yei muchizviratidza kwatiri musingazviratidzi kunyika.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Judasi (usati ari iye Iskarioti) akati kwaari: Ishe, ndokuɗiniko kuti mucaɀiratidza kwatiri, musiŋgaɀiratidzi kunyika?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Judhasi (asati ari iye Isikarioti) akati kwaari, “Ishe, ndokudiniko kuti muchazviratidza kwatiri, musingazviratidzi kunyika?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Judhasi, kwete Isikarioti, akati kwaari, “Tenzi nemhaka yei muchizviratidza kwatiri musingazviratidzi kunyika.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Judhasi, kwete Isikarioti, akati kwaari, “Tenzi nemhaka yei muchizviratidza kwatiri musingazviratidzi kunyika.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Ipapo Judhasi, kwete Judhasi Iskarioti, akati, “Asi Ishe, seiko muchida kuzviratidza kwatiri, musingazviratidzi kunyika?”

See the chapter Copy

Johane 14:22

Follow us:

Advertisements

Advertisements