Johane 14:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Chiri chose chamunokumbira muzita rangu ndichachiita kuti Baba varumbidzwe muMwanakomana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Cinhu cipi necipi camunokumbira muzita raŋgu, ndicaciita, kuti Ƃaɓa ʋakudzwe muMŋanakomana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Chinhu chipi nechipi chamunokumbira muzita rangu, ndichachiita, kuti baba vakudzwe muMwanakomana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Chiri chose chamunokumbira muzita rangu ndichachiita kuti Baba varumbidzwe muMwanakomana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Chiri chose chamunokumbira muzita rangu ndichachiita kuti Baba varumbidzwe muMwanakomana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Uye ndichaita zvose zvamunokumbira muzita rangu, kuitira kuti Mwanakomana avigire Baba kukudzwa. See the chapter |