Online Bible

- Advertisements -

Johane 14:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 “Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwamuri, anotenda mandiri achaitawo mabasa andinoita uye achaita mabasa akatokura kupinda aya nokuti ndava kuenda kuna Baba.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Unotenda kwandiri, maɓasa andinoita, iye ucaaita ʋo, ucaita makuru kunawawa; nokuti ndinoenda kunaƂaɓa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, Anotenda kwandiri, mabasa andinoita, iye achaaitawo, achaita makuru kunaawa; nokuti ndinoenda kuna baba.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 “Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwamuri, anotenda mandiri achaitawo mabasa andinoita uye achaita mabasa akatokura kupinda aya nokuti ndava kuenda kuna Baba.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 “Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwamuri, anotenda mandiri achaitawo mabasa andinoita uye achaita mabasa akatokura kupinda aya nokuti ndava kuenda kuna Baba.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ndinokuudzai kuti, ani naani anotenda kwandiri achaita zvandanga ndichiita. Achaita kunyange zvinhu zvikuru kupfuura izvi, nokuti ndiri kuenda kuna Baba.

See the chapter Copy

Johane 14:12

Follow us:

Advertisements

Advertisements