Online Bible

- Advertisements -

Johane 13:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Simoni Pita akabva ati kwaari, “Tenzi, kwete tsoka dzangu chete asi maoko angu nomusoro wanguwo.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Simoni Petro akati kwaari: Dzirege kuʋa tsoka dzaŋgu dzoga, asi maʋoko aŋgu nomusoro waŋgu ʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Simoni Petirosi akati kwaari, “Dzirege kuva tsoka dzangu dzoga, asi maoko angu nomusoro wanguo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Simoni Pita akabva ati kwaari, “Tenzi, kwete tsoka dzangu chete asi maoko angu nomusoro wanguwo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Simoni Pita akabva ati kwaari, “Tenzi, kwete tsoka dzangu chete asi maoko angu nomusoro wanguwo.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ipapo Simoni Petro akati, “Ishe, ngadzirege kuva tsoka dzangu bedzi asi maoko angu nomusoro wanguwo!”

See the chapter Copy

Johane 13:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements