Johane 13:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Jesu akapindura achiti, “Heya unosarudza kundifira iwe? Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwauri Jongwe rinosara zvaro rokukuridza iwe unenge watondiramba katatu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Jesu akapindura, akati: Ucandifira here? Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwauri: Joŋgwe hariŋgariri, usati wandiramba katatu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 Jesu akapindura, akati, “Uchandifira here? Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwauri, Jongwe haringariri, usati wandiramba katatu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Jesu akapindura achiti, “Heya unosarudza kundifira iwe? Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwauri Jongwe rinosara zvaro rokukuridza iwe unenge watondiramba katatu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 Jesu akapindura achiti, “Heya unosarudza kundifira iwe? Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwauri Jongwe rinosara zvaro rokukuridza iwe unenge watondiramba katatu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Ipapo Jesu akapindura akati, “Uchandifira here? Ndinokuudza chokwadi kuti, jongwe risati rarira, uchandiramba katatu!” See the chapter |