Johane 13:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Naizvozvo vanhu vose vachaziva kuti muri vadzidzi vangu kana muchidanana.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ʋose ʋacaziʋa naiɀoɀi kuti muri ʋadzidzi ʋaŋgu, kana munoruɗo pakati penyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 Vose vachaziva naizvozvi kuti muri vadzidzi vangu, kana muno rudo pakati penyu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Naizvozvo vanhu vose vachaziva kuti muri vadzidzi vangu kana muchidanana.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona35 Naizvozvo vanhu vose vachaziva kuti muri vadzidzi vangu kana muchidanana.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Nokuda kwaizvozvo, vanhu vose vachaziva kuti muri vadzidzi vangu kana mune rudo pakati penyu.” See the chapter |