Johane 13:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Kana Mwari awaniswa mbiri maari Mwariwo achamuwanisa mbiri maari iye pachake achibva amuwanisa mbiri iyoyo pakarepo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 kana Mŋari akudzwa maari, Mŋari ucamukudza iye maari, ucamukudza pakarepo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 kana Mwari akudzwa maari, Mwari achamukudza iye maari, uchamukudza pakarepo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Kana Mwari awaniswa mbiri maari Mwariwo achamuwanisa mbiri maari iye pachake achibva amuwanisa mbiri iyoyo pakarepo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Kana Mwari awaniswa mbiri maari Mwariwo achamuwanisa mbiri maari iye pachake achibva amuwanisa mbiri iyoyo pakarepo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Kana Mwari akudzwa maari, Mwari achakudza Mwanakomana maari uye achamukudza pakarepo. See the chapter |