Johane 13:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Pakabuda Judhasi, Jesu akati, “Zvino Mwanakomana womunhu awaniswa mbiri uye maari Mwari anowaniswa mbiri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino wakati aɓuɗa, Jesu akati: Ɀino Mŋanakomana womunhu wakudzwa, naMŋari wakudzwa maari; See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Zvino akati abuda, Jesu akati, “Zvino Mwanakomana akudzwa maari; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Pakabuda Judhasi, Jesu akati, “Zvino Mwanakomana womunhu awaniswa mbiri uye maari Mwari anowaniswa mbiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Pakabuda Judhasi, Jesu akati, “Zvino Mwanakomana womunhu awaniswa mbiri uye maari Mwari anowaniswa mbiri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Akati aenda, Jesu akati, “Zvino Mwanakomana woMunhu akudzwa uye Mwari akudzwa maari. See the chapter |