Johane 13:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Paakangogamuchira musuva uya akabva abuda pakarepo. Hwakanga hwava husiku. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Iye akati agamucira cimeɗu, akaɓuɗa pakarepo; bgakaŋga bguri ʋusiku. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Iye akati agamuchira chimedu, akabuda pakarepo; hwakanga huri usiku. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Paakangogamuchira musuva uya akabva abuda pakarepo. Hwakanga hwava husiku. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Paakangogamuchira musuva uya akabva abuda pakarepo. Hwakanga hwava husiku. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Judhasi akati achangodya chingwa, akabuda panze. Uye hwaiva usiku. See the chapter |