Johane 13:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mumwe wavadzidzi vake wapamwoyo akanga akazembera pachipfuva chaJesu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino mumŋe waʋadzidzi ʋake wakaŋga akasendamira pacifuʋa caJesu, waiɗikanwa naJesu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Zvino mumwe wavadzidzi vake akanga akasendamira pachipfuva chaJesu, aidikanwa naJesu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mumwe wavadzidzi vake wapamwoyo akanga akazembera pachipfuva chaJesu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Mumwe wavadzidzi vake wapamwoyo akanga akazembera pachipfuva chaJesu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Mumwe wavo, mudzidzi aidikanwa naJesu, akanga akasendamira paari. See the chapter |