Johane 13:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Vadzidzi vake vakatarisana vasingazivi kuti ndiani waaireva. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ʋadzidzi ʋakatarirana, ʋasiŋgaziʋi kuti wareʋa ani. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Vadzidzi vakatarirana, vasingazivi kuti wareva ani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Vadzidzi vake vakatarisana vasingazivi kuti ndiani waaireva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Vadzidzi vake vakatarisana vasingazivi kuti ndiani waaireva. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Vadzidzi vake vakatarisana vachida kuziva kuti ndiani airehwa pakati pavo. See the chapter |