Johane 13:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ndiri kukutaurirai izvi iye zvino zvisati zvaitika kuti kana zvoitika mutende kuti ndini iye ari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Kubva ɀino ndinokuʋudzai ɀisati ɀaitika, kuti kana ɀiciitwa, mugotenda kuti ndini. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Kubva zvino ndinokuudzai zvisati zvaitika, kuti kana zvichiitwa, mugotenda kuti ndini. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ndiri kukutaurirai izvi iye zvino zvisati zvaitika kuti kana zvoitika mutende kuti ndini iye ari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Ndiri kukutaurirai izvi iye zvino zvisati zvaitika kuti kana zvoitika mutende kuti ndini iye ari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 “Ndiri kukuudzai iye zvino zvisati zvaitika, kuitira kuti pazvinoitika mugozotenda kuti ndini Iye. See the chapter |