Online Bible

- Advertisements -

Johane 13:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Jesu akamuti, “Munhu anenge ashamba muviri haana chaanofanira kushambazve kusiya tsoka dzake bedzi nokuti anenge akachena muviri wose. Imi makachena asi kwete mose.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Jesu akati kwaari: Wakashambidzwa muʋiri wose, unofanira kwoga kuti ashambidzwe tsoka dzake, ɀino wanaka kwaɀo; imi makanaka, asi hamuzi mose.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Jesu akati kwaari, “Akashambidzwa muviri wose, anofanira woga kuti ashambidzwe tsoka dzake, zvino wanaka kwazvo; imi makanaka, asi hamusi mose.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Jesu akamuti, “Munhu anenge ashamba muviri haana chaanofanira kushambazve kusiya tsoka dzake bedzi nokuti anenge akachena muviri wose. Imi makachena asi kwete mose.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Jesu akamuti, “Munhu anenge ashamba muviri haana chaanofanira kushambazve kusiya tsoka dzake bedzi nokuti anenge akachena muviri wose. Imi makachena asi kwete mose.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Jesu akapindura akati, “Munhu anenge amboshamba muviri wose, anongoda bedzi kushamba tsoka dzake, muviri wake wose wakachena. Imi makachena, kunyange zvazvo musiri mose vakachena.”

See the chapter Copy

Johane 13:10

Follow us:

Advertisements

Advertisements