Johane 12:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Jesu akati, “Muregei henyu, dai anga atoachengetera zvake zuva rokuvigwa kwangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi Jesu wakati: Muregei, aɀiceŋgetere zuʋa rokuʋigwa kwaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Asi Jesu akati, “Muregei, azvichengetere zuva rokuvigwa kwangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Jesu akati, “Muregei henyu, dai anga atoachengetera zvake zuva rokuvigwa kwangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Jesu akati, “Muregei henyu, dai anga atoachengetera zvake zuva rokuvigwa kwangu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Jesu akapindura akati, “Muregei akadaro. Zvakanga zvakagadzirirwa kuti iye achengetere mafuta aya zuva rokuvigwa kwangu. See the chapter |