Johane 12:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Nokuti handina kutaura zvomusoro wangu. Baba vakandituma ndivo vakanditemera zvandinofanira kutaura nezvandinofanira kureva. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Nokuti handina‐kureʋa pacaŋgu, asi Ƃaɓa, ʋakandituma, ndiʋo ʋakandipa murairo, ɀandicareʋa neɀandicataura. See the chapterShona Bible 1949 revised 200249 “Nokuti handina kureva pachangu, asi baba, vakandituma, ndivo vakandipa murayiro, zvandichareva nezvandichataura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Nokuti handina kutaura zvomusoro wangu. Baba vakandituma ndivo vakanditemera zvandinofanira kutaura nezvandinofanira kureva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona49 Nokuti handina kutaura zvomusoro wangu. Baba vakandituma ndivo vakanditemera zvandinofanira kutaura nezvandinofanira kureva. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Nokuti handina kungozvipupurira pachangu, asi Baba vakandituma ndivo vakandirayira zvokutaura namatauriro acho. See the chapter |