Online Bible

- Advertisements -

Johane 12:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 Ani naaniwo anonzwa zvandinotaura asingazvichengete handimupi mhosva nokuti handina kuuya kuzopa pasi mhosva asi kuzoponesa pasi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

47 Kana munhu acinzwa mashoko aŋgu, akasaaceŋgeta, handimutoŋgi ini, nokuti handina‐kuʋuya kuzotoŋga nyika, asi kuti ndiponese nyika.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

47 Kana munhu achinzwa mashoko angu, akasaachengeta, handimutongi ini, nokuti handina kuuya kuzotonga nyika, asi kuti ndiponese nyika.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 Ani naaniwo anonzwa zvandinotaura asingazvichengete handimupi mhosva nokuti handina kuuya kuzopa pasi mhosva asi kuzoponesa pasi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

47 Ani naaniwo anonzwa zvandinotaura asingazvichengete handimupi mhosva nokuti handina kuuya kuzopa pasi mhosva asi kuzoponesa pasi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

47 “Kana pane munhu zvake anonzwa mashoko angu, asi akasaachengeta, ini handimutongi. Nokuti handina kuuya kuzotonga nyika, asi kuzoiponesa.

See the chapter Copy

Johane 12:47

Follow us:

Advertisements

Advertisements