Johane 12:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Chikonzero chacho chaiva chokuti vaida kurumbidzwa navanhu kupinda kurumbidzwa naMwari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 nokuti ʋakaŋga ʋaciɗa kukudzwa naʋanhu kupfuʋura kukudzwa naMŋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200243 nokuti vakanga vachida kukudzwa navanhu kupfuura kukudzwa naMwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Chikonzero chacho chaiva chokuti vaida kurumbidzwa navanhu kupinda kurumbidzwa naMwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona43 Chikonzero chacho chaiva chokuti vaida kurumbidzwa navanhu kupinda kurumbidzwa naMwari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 nokuti vaida kukudzwa kunobva kuvanhu kupfuura kukudzwa kunobva kuna Mwari. See the chapter |