Johane 12:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Isaya akataura izvi nokuti akaona mbiri yake akataura nezvake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Isaya wakareʋa iɀoɀi, nokuti wakaʋona kubginya kwake; akamureʋa iye. See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 Isaya akareva izvozvi, nokuti akaona kubwinya kwake; akamureva iye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Isaya akataura izvi nokuti akaona mbiri yake akataura nezvake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona41 Isaya akataura izvi nokuti akaona mbiri yake akataura nezvake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Isaya akataura izvi nokuti akaona kubwinya kwaJesu uye akataura nezvake. See the chapter |