Johane 12:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Zvakaitika kuti zvakataurwa nomuporofita Isaya zvizadziswe zvokuti, “Tenzi ndiani akatenda zvatakataura simba raMwari rakaratidzwa kunaani?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 kuti shoko romuprofita Isaya riitike, raakareʋa, aciti: Ishe, ndianiko wakatenda caʋakanzwa kwatiri? Noruʋoko rwaShe rwakaratidzwa kunaniko? See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 kuti shoko romuporofita Isaya riitike, raakareva, achiti, “Ishe, ndianiko akatenda chavakanzwa kwatiri? Noruoko rwaIshe rwakaratidzwa kuna aniko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Zvakaitika kuti zvakataurwa nomuporofita Isaya zvizadziswe zvokuti, “Tenzi ndiani akatenda zvatakataura simba raMwari rakaratidzwa kunaani?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 Zvakaitika kuti zvakataurwa nomuporofita Isaya zvizadziswe zvokuti, “Tenzi ndiani akatenda zvatakataura simba raMwari rakaratidzwa kunaani?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Uku kwaiva kuzadziswa kweshoko raIsaya muprofita raakareva achiti: “Ishe, ndianiko akatenda shoko redu, uye ruoko rwaShe rwakaratidzwa kuna aniko?” See the chapter |