Johane 12:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Kunyange zvazvo akaita zviratidzo zvizhinji pamberi pavo asi havana kutenda maari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ɀino kunyaŋge akaŋga aita ɀiratidzo ɀizhinji ɀakaɗaro pamberi paʋo, haʋana‐kutenda kwaari; See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Zvino kunyange akanga aita zviratidzo zvizhinji zvakadaro pamberi pavo, havana kutenda kwaari; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Kunyange zvazvo akaita zviratidzo zvizhinji pamberi pavo asi havana kutenda maari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Kunyange zvazvo akaita zviratidzo zvizhinji pamberi pavo asi havana kutenda maari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Kunyange zvazvo Jesu akaita zviratidzo zvose izvi pamberi pavo, havana kutongomutenda. See the chapter |