Johane 12:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Muchine mwenje kudai tendai mumwenje kuti muve vana vechiedza.” Jesu paakapedza kutaura izvi akabva akandozvivanza kwavari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Mucineciedza, tendai kuciedza, mugoitwa ʋana ʋeciedza. Jesu wakareʋa iɀoɀi, akabva, akaɀiʋanza kwaʋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 “Muchine chiedza, tendai kuchiedza, mugoitwa vana vechiedza.” Jesu akareva izvozvi, akabva, akazvivanza kwavari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Muchine mwenje kudai tendai mumwenje kuti muve vana vechiedza.” Jesu paakapedza kutaura izvi akabva akandozvivanza kwavari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 Muchine mwenje kudai tendai mumwenje kuti muve vana vechiedza.” Jesu paakapedza kutaura izvi akabva akandozvivanza kwavari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Vimbai nechiedza muchinacho, kuti mugova vanakomana vechiedza.” Akati apedza kutaura zvinhu izvi, Jesu akabvapo akazvivanza kwavari. See the chapter |