Johane 12:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Zvino kutongwa kwapasi pano kwasvika. Zvino mutongi wapasi pano ava kudzingirwa kunze. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino kutoŋgwa kwenyika ino kwaʋa’po, ɀino mucinda wenyika ino ucadziŋgwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Zvino kutongwa kwenyika ino kwavapo, zvino muchinda wenyika ino achadzingwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Zvino kutongwa kwapasi pano kwasvika. Zvino mutongi wapasi pano ava kudzingirwa kunze. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Zvino kutongwa kwapasi pano kwasvika. Zvino mutongi wapasi pano ava kudzingirwa kunze. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Zvino ndiyo nguva yokutongwa kwenyika ino; zvino muchinda wenyika ino achadzingwa. See the chapter |