Online Bible

- Advertisements -

Johane 12:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 “Iye zvino ndiri kushushikana mumwoyo Ndoti kudiiko? Baba ndipunyutseiwo kunguva iyi asi aiwa, inga zvenguva iyi ndizvo zvandakavinga wani.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ɀino mŋeya waŋgu unomanikidzwa; ndicatiyiko? Ƃaɓa ndiponesei paŋguʋa ino. Asi ndiɀo ɀandaʋuyira paŋguʋa ino.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

27 “Zvino mweya wangu unomanikidzwa; ndichatiiko? Baba ndiponesei panguva ino. Asi ndizvo zvandauyira panguva ino.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 “Iye zvino ndiri kushushikana mumwoyo Ndoti kudiiko? Baba ndipunyutseiwo kunguva iyi asi aiwa, inga zvenguva iyi ndizvo zvandakavinga wani.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 “Iye zvino ndiri kushushikana mumwoyo Ndoti kudiiko? Baba ndipunyutseiwo kunguva iyi asi aiwa, inga zvenguva iyi ndizvo zvandakavinga wani.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 “Zvino mwoyo wangu uri kurwadziwa, uye ndichati kudiniko? ‘Baba, ndiponesei kubva panguva ino?’ Kwete, ndizvo zvandakauyira panguva ino.

See the chapter Copy

Johane 12:27

Follow us:

Advertisements

Advertisements