Online Bible

- Advertisements -

Johane 12:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Jesu akavapindura achiti, “Nguva yasvika yokuti Mwanakomana womunhu zvino achiwana mukurumbira.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Jesu akaʋapindura, akati: Ŋguʋa yaȿika, kuti Mŋanakomana womunhu akudzwe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Jesu akavapindura, akati, “Nguva yasvika, kuti Mwanakomana womunhu akudzwe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Jesu akavapindura achiti, “Nguva yasvika yokuti Mwanakomana womunhu zvino achiwana mukurumbira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Jesu akavapindura achiti, “Nguva yasvika yokuti Mwanakomana womunhu zvino achiwana mukurumbira.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Jesu akapindura akati, “Nguva yasvika yokuti Mwanakomana woMunhu akudzwe.

See the chapter Copy

Johane 12:23

Follow us:

Advertisements

Advertisements