Johane 12:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ivava vakaenda kuna Firipi aibva kuBhetisaidha muGarirea vakati kwaari, “Changamire tinodawo kuona Jesu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 iʋo ʋakaʋuya kunaFiripo weBetsaida reGarirea, ʋakakumbira kwaari, ʋaciti: Ishe, tinoɗa kuʋona Jesu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 ivo vakauya kuna Firipi weBhetisaidha reGariria, vakakumbira kwaari, vachiti, “Ishe, tinoda kuona Jesu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ivava vakaenda kuna Firipi aibva kuBhetisaidha muGarirea vakati kwaari, “Changamire tinodawo kuona Jesu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Ivava vakaenda kuna Firipi aibva kuBhetisaidha muGarirea vakati kwaari, “Changamire tinodawo kuona Jesu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Vakauya kuna Firipi, uyo akanga achibva kuBhetisaidha muGarirea, vaine chikumbiro. Vakati, “Ishe, tinoda kuona Jesu.” See the chapter |