Johane 12:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Chikwata chavanhu chakanga chinaye paakadaidza Razaro muguva akamumutsa muvafi, chakamupupurira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino ʋanhu ʋazhinji ʋaiʋa naye pakuɗana kwake Razaro kuti abve mubgiro, nokumumutsa kuʋakafa, ʋakapupura. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Zvino vanhu vazhinji vaiva naye pakudana kwake Razaro kuti abve mubwiro, nokumumutsa kuvakafa, vakapupura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Chikwata chavanhu chakanga chinaye paakadaidza Razaro muguva akamumutsa muvafi, chakamupupurira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Chikwata chavanhu chakanga chinaye paakadaidza Razaro muguva akamumutsa muvafi, chakamupupurira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Zvino vanhu vazhinji vakanga vanaye paakadana Razaro kubva muguva uye akamumutsa kubva kuvakafa vakaramba vachiparadzira shoko iri. See the chapter |