Online Bible

- Advertisements -

Johane 12:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mazuva matanhatu ePasika asati asvika Jesu akaenda kuBhetania kwaiva naRazaro waakanga amutsa muvafi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino mazuʋa matanhatu paseka icigere kuȿika, Jesu wakaȿika Betania, paiʋa naRazaro, wakaɗeya kumutswa naJesu kuʋakafa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino mazuva matanhatu Pasika ichigere kusvika, Jesu akasvika Bhetania, paiva naRazaro, wakadeya kumutswa naJesu kuvakafa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mazuva matanhatu ePasika asati asvika Jesu akaenda kuBhetania kwaiva naRazaro waakanga amutsa muvafi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Mazuva matanhatu ePasika asati asvika Jesu akaenda kuBhetania kwaiva naRazaro waakanga amutsa muvafi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Kwakati kwasara mazuva matanhatu kuti Pasika isvike, Jesu akasvika paBhetani, kuya kwaigara Razaro, uyo akanga amutswa naJesu kubva kuvakafa.

See the chapter Copy

Johane 12:1

Follow us:

Advertisements

Advertisements