Johane 11:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Paakanzwa kuti ari kurwara akagara mamwe mazuva maviri kwaakanga ari ikoko. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino wakati anzwa kuti unorwara, akambogara mazuʋa maʋiri paakaŋga ari. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Zvino akati anzwa kuti anorwara, akambogara mazuva maviri paakanga ari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Paakanzwa kuti ari kurwara akagara mamwe mazuva maviri kwaakanga ari ikoko. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Paakanzwa kuti ari kurwara akagara mamwe mazuva maviri kwaakanga ari ikoko. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi paakanzwa kuti Razaro akanga achirwara, akagara paakanga ari kwamamwe mazuva maviri. See the chapter |