Johane 11:54 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Naizvozvo Jesu haana kuzofamba pachena mukati mavaJudha. Akabvapo akaenda kunyika iri padyo nerenje kuguta rinonzi Efuremu. Akagara navadzidzi vake ikoko. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)54 Naiɀoɀo Jesu haana‐kuzofamba pacena pakati paʋaJuda, asi wakabva’po, akaenda kunyika iri pedyo nerenje, kuguta rainzi Efraimi; akagara’ko naʋadzidzi ʋake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200254 Naizvozvo Jesu haana kuzofamba pachena pakati pavaJudha, asi akabvapo, akaenda kunyika iri pedyo nerenje, kuguta rainzi Efuremu; akagarako navadzidzi vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Naizvozvo Jesu haana kuzofamba pachena mukati mavaJudha. Akabvapo akaenda kunyika iri padyo nerenje kuguta rinonzi Efuremu. Akagara navadzidzi vake ikoko. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona54 Naizvozvo Jesu haana kuzofamba pachena mukati mavaJudha. Akabvapo akaenda kunyika iri padyo nerenje kuguta rinonzi Efuremu. Akagara navadzidzi vake ikoko. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi54 Naizvozvo Jesu haana kuzofamba pachena pakati pavaJudha. Asi akabva akaenda kudunhu raiva pedyo nerenje, kumusha wainzi Efuremu, kwaakandogara navadzidzi vake. See the chapter |