Online Bible

- Advertisements -

Johane 11:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

50 hamuzivi kuti zvakanaka kwamuri kuti munhu mumwechete afire vanhu kuti rudzi rwose rwurege kuparara.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

50 ʋuye hamuraŋgariri kuti ɀirinani kwamuri, kuti munhu mumŋe afire ʋanhu, rudzi rwose rurege kufa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

50 uye hamurangariri kuti zviri nani kwamuri, kuti munhu mumwe afire vanhu, rudzi rwose rurege kufa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

50 hamuzivi kuti zvakanaka kwamuri kuti munhu mumwechete afire vanhu kuti rudzi rwose rwurege kuparara.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

50 hamuzivi kuti zvakanaka kwamuri kuti munhu mumwechete afire vanhu kuti rudzi rwose rwurege kuparara.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

50 Hamuzivi here kuti zviri nani kwamuri kuti munhu mumwe afire vanhu pano kuti rudzi rwose ruparare.”

See the chapter Copy

Johane 11:50

Follow us:

Advertisements

Advertisements