Johane 11:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Asi vamwe vavo vakaenda kuvaFarisei vakavataurira zvakanga zvaitwa naJesu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Asi ʋamŋe ʋaʋo ʋakaenda kuʋaFarise, ʋakandoʋaʋudza ɀakaŋga ɀaitwa naJesu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200246 Asi vamwe vavo vakaenda kuvaFarisi, vakandovaudza zvakanga zvaitwa naJesu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Asi vamwe vavo vakaenda kuvaFarisei vakavataurira zvakanga zvaitwa naJesu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona46 Asi vamwe vavo vakaenda kuvaFarisei vakavataurira zvakanga zvaitwa naJesu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Asi vamwe vavo vakaenda kuvaFarisi vakavaudza zvakanga zvaitwa naJesu. See the chapter |