Johane 11:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Naizvozvo vaJudha vazhinji vakanga vauya kuna Maria vakaona zvaakanga aita vakatenda maari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Naiɀoɀo ʋazhinji ʋaʋaJuda, ʋakaŋga ʋaʋuya kunaMaria, ʋakati ʋaʋona ɀaaita, ʋakatenda kwaari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200245 Naizvozvo vazhinji vavaJudha, vakanga vauya kuna Maria, vakati vaona zvaaita, vakatenda kwaari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Naizvozvo vaJudha vazhinji vakanga vauya kuna Maria vakaona zvaakanga aita vakatenda maari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona45 Naizvozvo vaJudha vazhinji vakanga vauya kuna Maria vakaona zvaakanga aita vakatenda maari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Naizvozvo vazhinji vavaJudha vakanga vauya kuzoshanyira Maria, uye vaona zvakanga zvaitwa naJesu, vakatenda kwaari. See the chapter |