Johane 11:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Nokudaro vakabvisa ibwe riya. Jesu akatarisa kudenga akati, “Baba, ndinokutendai nokuti mandinzwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ipapo ʋakabvisa ibge. Ɀino Jesu akatarira kuɗeŋga, akati: Ƃaɓa, ndinokuʋoŋgai, nokuti mandinzwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 Ipapo vakabvisa ibwe. Zvino Jesu akatarira kudenga, akati, “Baba, ndinovongai, nokuti mandinzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Nokudaro vakabvisa ibwe riya. Jesu akatarisa kudenga akati, “Baba, ndinokutendai nokuti mandinzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona41 Nokudaro vakabvisa ibwe riya. Jesu akatarisa kudenga akati, “Baba, ndinokutendai nokuti mandinzwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Saka vakabvisa ibwe. Ipapo Jesu akatarisa kudenga akati, “Baba, ndinokuvongai nokuti mandinzwa. See the chapter |