Johane 11:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Jesu akati kwaari, “Handina here kumbokutaurira kuti ukatenda uchaona mbiri yaMwari.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Jesu akati kwaari: Handina‐kukuʋudza here, kuti kana ukatenda, ucaʋona kubginya kwaMŋari? See the chapterShona Bible 1949 revised 200240 Jesu akati kwaari, “Handina kukuudza here, kuti kana ukatenda, uchaona kubwinya kwaMwari?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Jesu akati kwaari, “Handina here kumbokutaurira kuti ukatenda uchaona mbiri yaMwari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona40 Jesu akati kwaari, “Handina here kumbokutaurira kuti ukatenda uchaona mbiri yaMwari.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Ipapo Jesu akati, “Ko, handina kukuudza here kuti kana ukatenda, uchaona kubwinya kwaMwari?” See the chapter |