Online Bible

- Advertisements -

Johane 11:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Marita, hanzvadzi yomufi, yakati kwaari, “Tenzi paari otonhuhwa nokuti atova namazuva mana akafa.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Jesu akati: Bvisai ibge! Marta, hanɀadzi yowakafa, akati kwaari: Ishe, wotonhuwa ɀino, nokuti waʋa namazuʋa manna okufa kwake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

39 Jesu akati, “Bvisai ibwe!” Marita, hanzvadzi yoakafa, akati kwaari, “Ishe, otonhuwa zvino, nokuti ava namazuva mana okufa kwake.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Marita, hanzvadzi yomufi, yakati kwaari, “Tenzi paari otonhuhwa nokuti atova namazuva mana akafa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Marita, hanzvadzi yomufi, yakati kwaari, “Tenzi paari otonhuhwa nokuti atova namazuva mana akafa.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 Akati, “Bvisai ibwe.” Marita, hanzvadzi yomurume akanga afa akati, “Asika, Ishe, pari zvino ava kunhuhwa, nokuti atova mazuva mana arimo.”

See the chapter Copy

Johane 11:39

Follow us:

Advertisements

Advertisements