Johane 11:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vamwewo vakati, “Ko iye akasvinudza bofu maziso aitadza here kudzivirira munhu uyu kufa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Asi ʋamŋe ʋaʋo ʋakati: Uyu wakaȿinudza meso eɓofu, haazaigona kudziʋisa kuti uyu munhu arege kufa here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Asi vamwe vavo vakati, “Uyu akasvinudza meso ebofu, haasaigona kudzivisa kuti uyu munhu arege kufa here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vamwewo vakati, “Ko iye akasvinudza bofu maziso aitadza here kudzivirira munhu uyu kufa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Vamwewo vakati, “Ko iye akasvinudza bofu maziso aitadza here kudzivirira munhu uyu kufa.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Asi vamwe vavo vakati, “Ko, uyu akasvinudza bofu akanga asingagoni here kuita kuti munhu uyu arege kufa?” See the chapter |