Online Bible

- Advertisements -

Johane 11:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Maria paakasvika paiva naJesu akamuona akawira pasi patsoka dzake achiti, “Tenzi dai makanga muri pano, hanzvadzi yangu ingadai isina kufa.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Ɀino Maria wakati aciȿika kunaJesu, acimuʋona, akawira pasi patsoka dzake, akati kwaari; Ishe, ɗai maiʋa pano, hanɀadzi yaŋgu iŋgaɗai isina‐kufa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Zvino Maria akati achisvika kuna Jesu, achimuona, akawira pasi patsoka dzake, akati kwaari; “Ishe, dai maiva pano, hanzvadzi yangu ingadai isina kufa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Maria paakasvika paiva naJesu akamuona akawira pasi patsoka dzake achiti, “Tenzi dai makanga muri pano, hanzvadzi yangu ingadai isina kufa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Maria paakasvika paiva naJesu akamuona akawira pasi patsoka dzake achiti, “Tenzi dai makanga muri pano, hanzvadzi yangu ingadai isina kufa.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Maria akati asvika panzvimbo pakanga pana Jesu uye akamuona, akawira patsoka dzake akati, “Ishe, dai manga muri pano, hanzvadzi yangu ingadai isina kufa.”

See the chapter Copy

Johane 11:32

Follow us:

Advertisements

Advertisements