Online Bible

- Advertisements -

Johane 11:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Ipapo Jesu akanga asati apinda mumusha iwoyo. Akanga achiri paya paakachingurana naMarita.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 (Ɀino Jesu wakaŋga asati aȿika pamusha, asi wakaŋga aciri paya paakaciŋgamidzwa naMarta.)

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

30 (Zvino Jesu akanga asati asvika pamusha, asi akanga achiri paya paakachingamidzwa naMarita.)

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Ipapo Jesu akanga asati apinda mumusha iwoyo. Akanga achiri paya paakachingurana naMarita.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Ipapo Jesu akanga asati apinda mumusha iwoyo. Akanga achiri paya paakachingurana naMarita.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Zvino Jesu akanga asati apinda mumusha, asi akanga achiri panzvimbo paya paakanga asangana naMarita.

See the chapter Copy

Johane 11:30

Follow us:

Advertisements

Advertisements