Johane 11:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Akati kwaari, “Hongu, Tenzi chokwadi ndinotenda kuti ndimi Mesia. Mwanakomana waMwari anonzi achauya pasi pano.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Akati kwaari: Hoŋo, Ishe, ndakatenda kuti ndimi Kristu, Mŋanakomana waMŋari, uyo wainzi unoʋuya panyika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Akati kwaari, “Hongu, Ishe, ndakatenda kuti ndimi Kristu, Mwanakomana waMwari, uyo ainzi anouya panyika.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Akati kwaari, “Hongu, Tenzi chokwadi ndinotenda kuti ndimi Mesia. Mwanakomana waMwari anonzi achauya pasi pano.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Akati kwaari, “Hongu, Tenzi chokwadi ndinotenda kuti ndimi Mesia. Mwanakomana waMwari anonzi achauya pasi pano.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Iye akati, “Hongu, Ishe, ndinotenda kuti ndimi Kristu, Mwanakomana waMwari, uyo akanzi achauya panyika.” See the chapter |